FinanceGuru🇿🇼 retweeted
Ndangotanga kusuka cooler box vanhu kumba vakutotanga kundi jaja apa ndikutongosukawo kuti igare yakachena💔💔😭🤞
FinanceGuru🇿🇼 retweeted
"Inini ukaenda neni kunotenga hembe ukangotanga kuita kunge makubatsirana nemutengesi kundinyengerera kuti nditore unodzokera kumba wega"😂
FinanceGuru🇿🇼 retweeted
Dear Young Zimbabweans:
Plan your life knowing that we are going to be the poorest old generation, the first without pension funds.
FinanceGuru🇿🇼 retweeted
Bracelets $2.50 set. Galaxy mall stall 30 1st Street and Jason Moyo ground floor we accept ecocash without any additional charges dm 0712 163 315



























