Ava vanogona ava. Esteem Communications Photography
Kindly like and share the page.
Nguva yangu zhinji painoperera ndipo pabasa nhai baba wee, ko iwe yako unoipedzerepiko.
#Ayaaaaya
#BandreVanhu facebook.com/chesomusic/post…
Orchestra Mberikwazvo so far so good!
#BandreVanhu
#LeChampiondeAfrique facebook.com/9982759969/post…
Off the stage it feels good doing development work. Visuals form Chipinge and Chimanimani with the Red Cross team.
#HumanitarianAmbassador
#CycloneIdaiZW
#Idawekwako facebook.com/chesomusic/vide…
Thank you Zimbabwe and the International community for supporting Cyclone Idai Victims. Nezuro tanga tiri kwaKondo kuChipinge tikazoguma tava kuChimanimani tichiendesa rubatsiro.
Tikabatirana tinokunda matambudziko ose.
#OnePeople... facebook.com/chesomusic/vide…
Mberikwazvo yacho ndimi.
Thank you for the support maboss, mapatrao, varungu vedu.
Mutare yaive yakadhuuka zvakare. Mutape!!
#Bandrevanhu
#SunguraMoto
#Ayaaaaaya facebook.com/story.php?story…
Vana wezhira muriyo here?
Ovidy Karuru, mwana Masvingo, ndiWezhira.
Waya idzedzo ndodzinorira.
Wezhira wenjere.
Orchestra Mberikwazvo, formula yaSungura.
#Ayaaaaaaaya facebook.com/story.php?story…
Thank you vana Harare.
Budiriro was fireworks last night.
KwaCharehwa.
Ndimi Mberikwazvo yacho
#BandreVanhu
#Ayaaaaaya facebook.com/chesomusic/vide…
Tifambe nayo here maboss!
Zorai butter! Zora dovi, seri neseri.
Ayaaaaaaya!! facebook.com/9982759969/post…
Zvakanaka zvakarambwa nomuroyi maboss
Mumba nemumahofisi ngamushongedzwe facebook.com/chesomusic/post…
Ticheuke vamwe maboss
After Mutare show tichapfuurira kuChimanimani kundonyaradzana nehama. Psychosocial support nehama dzekuRed Cross
#CycloneIdaiZW... businesstimes.co.zw/macheso-…
Band reVanhu iroro.
Wehosho mamuona here?
Ngationane nhasi paBudiriro namangwana paPick n Save, Mutare.
Friday 5 April Charehwa Matombo Bar, Budiriro 2 near police
Saturday 6 April Platinum Leisure Center, Pick n... facebook.com/chesomusic/vide…
Yambongo
Alick Macheso and Orchestra live on stage kuti Zimbabwe yose isimuke.
Wezhira!! Mutape!!
Ayaaaaaaya! facebook.com/9982759969/post…
When the Sungura sound hits you hard.
Thank you for for the support maboss.
Ndimi kundiita kuti zviende mberi.
#LeChampion
#BandreVanhu
#Ayaaaaaya facebook.com/chesomusic/vide…
Thank you South Africa for the support this past weekend
Ndimi maboss edu anoita kuti tiende mberi
Ndimu munoisa twuoiri netwugrease kuti mushina weMberikwazvo ushande mushe.
Makatikoshera
#BandreVanhu
#LeChampion
#Ayaaaaaya facebook.com/chesomusic/vide…
Tedious Matsito wakashaya mukana asi waida kurarama, wakatorwa nenguva iwee!
Nematambudziko kumhuri yekwaMatsito.
Rufu kutonga kwaMwari huye harurongerwe.
Tabirwa huye tadzimbwa asi tinosiyira zvose... facebook.com/story.php?story…
Regai nditore mukana wekutenda veEMH Africa nekubatidzana kwataita muzuva ranhasi tichisvitsa rubatsiro kune vakawirwa nedambudziko reCyclone. Taisa rubatsiro rwakawanda huye vavimbisa kuvaka chikoro kuChimanimani... facebook.com/9982759969/post…
As the Red Cross Humanitarian Ambassador, my thoughts are with the victims of Cyclone Idai. Chawana umwe mangwana chiri kwako. Let's join hands and make a difference. Remember there is never too small an effort in... facebook.com/9982759969/post…
Timbodzora ndangariro maboss.
Mberikwazvo yaMberikwazvo.
Franco Slomo, Lucky Mumiriki "Mayor" tose ipapo.
Let's meet this weekend kumafaro.
Friday 15 March, Pagomba Cafe Beitbridge
Saturday 16 Club Lagoon formerly... facebook.com/chesomusic/vide…
Zora dovi, seri neseri!
Orchestra Mberikwazvo live at PaMuzinda.
Thanks for the support maboss.
Ayaaaaaya! facebook.com/story.php?story…
Thank you Thank you Nyanga. Vana Harare, Pamuzinda ne Tanza Center thank you nerutsigiro.
Orchestra Mberikwazvo ndeyenyu.
#BandreVanhu
#NyusaReSungura
#LeChampion facebook.com/story.php?story…
