Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25) header
Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25) profile picture

MALUMEKAZI •GGMU • Mental health || LOVE❤ || Healing||• Introvert • Virgo♍

Cape Town
Joined August 2020
Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)Photo by Lisa Matiyenga🇿🇼 (@MattLife25)
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Pane vanhu vafa Ollah:
110
169
11
1,345
36,565
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
I urge people to have lives outised relationships....kudanana harisi basa guys
11
40
2
330
10,648
A man who spends all day solving problems, doesn't want to date one.
15
369
4
3,143
75,923
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
X’s algorithm is proof that in life, you don't have to chase anything. Whatever you are looking for will find you. You just need to be in the right place. You don't chase, you attract.😂😂
1
7
10
1,408
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Nhai zviri normal here in a relationship kuti munoita 1 to 2 months musina kuonana imimi muchigara same city?
176
25
15
340
69,922
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Hydration Break pa Shamva apa 😂😂😂😂😂😂
19
26
371
7,601
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
I can’t wait to be a married dude ndichingouya nemamwe masinhi ari funny ndoti ndibikirei muswe wangu we nhoro uyu dakutoutya nhasi🤣🤣🤣🤣
65
120
5
764
55,282
Normalize lying to people who are too curious about your life
42
298
9
2,317
51,339
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Nhasi ndazotaura ndega kusvika takutonetsana😭
26
46
3
367
11,895
Vakadzi vakaoma, Kuda varume zvekusvika pakunyepera kufarira bhora 🙌🏽🙌🏽
21
54
1
457
17,912
Another man's "till death do us part" is another man's one night stand
52
460
15
2,653
59,877
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Kante guys what’s happening must we go sleep😭😭, is like there are no forwards or midfielders #BafanaMexico
1
1
11
1,695
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
When you shoot your shot on a Zim hun and she finds out you broke :
10
39
398
8,744
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
"Ko hazviite here kuzobhadhara ndaromba,nekuti kutoromba kudai handina kana cent"😂
18
53
1
462
9,204
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
"Ndipo dollar.." Zimbabweans: "Huya hako useche, handina kana cent.."
42
170
1
1,389
25,616
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Hukama hwakafanana nesango uri kure unoona kunge zvakabatana wozosvika padhuze ndopaunoona muti umwe nemumwe wakazvimirira .
3
23
70
1,846
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Haisi nyaya yekuti tinoroya asi iwewe ungabva waroora, kuchata, kuita mwana, kutenga mota zvese nestand mu1 year. Unotisiya tisina option.🤷🏻‍♂️
36
73
6
797
29,216
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Kungoita single chete wakutoona kuti haa 10 bucks zvaitori mari inomwika pasina kurukisana nemamwe maproblems atisingazive 😂😂😂
13
38
518
15,027
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Ndandichibaya kuden kuWarren Park after graft and someone overtook me takuda kusvika paHeroes acre. Handiwanzofarire zveku overtakwer so ndamutsoma and eventually overtook him in Norton ndopandazo turner. Ndakudzokera paden manje. Uno overtaker mwana wawakazvara.
178
181
11
1,466
62,625
Lisa Matiyenga🇿🇼 retweeted
Y’all shame single mothers and call them “low value” online, but praise your own mother for raising you alone. The hypocrisy is loud.
24
23
3
252
15,187