SAMAITA retweeted
"Mhamha dai mambotengawo nyama ma veggie aya tanzwa nawo izvezv kubhora ndakutomzi Jack Greenish"
SAMAITA retweeted
Pane kamwe kababe kanowuya kuzochera mvura paMine pandoshandira. So we discuss seboys then tobva tatowirirana kuti babe nderangu.Ndabatwa nehope masikati, ndakurota kababe kaya kachindidyisa chidya chembwa, ndopandabva ndaziva kuti side randiri rekuMasvingo haritambirwe😭
Tf is wrong with our generation, men should be craving guchu, nyevhe, nyama yegarwe etc not eggs🤦🏿♂️🤦🏿♂️



















