*Siya kudada, ruvengo ,godo kana kuzvikudza nokuti zvese zvauri zvakaitwa nemumwe munhu.*
*Mwari atibatsire hama tigare nevamwe zvakanaka murudo murunyararo..*
*Amen*
2
*Hupenyu hwakamira so..*
*1. Wakazvarwa nemumwe munhu*
*2..zita rako chairo wakapiwa nemumwe munhu.*
*3..kugeza kwako kwekutanga wagezeswa nemumwe munhu.*
*4. Chikoro wakadzidziswa nemumwe munhu*
*5..Mari yako kana yepay unopuwa nemumwe munhu.*
*6..Rukudzo kunzi unzi vanhingi , mumwe munhu.*
*7.kugeza kwako kwekupedzisira uchagezeswa nemumwe munhu.*
*8.Rufu rwako rwuchaitwa nekugadzirirwa nemumwe munhu*
*9. Kumakuva uchatakurwa nemumwe munhu.*
*10.. Zvawasiya zvichagoverwa mumwe munhu...*
*Saka usafunga kuti runako ,basa , mari yako nezvauri zvine chisina kuitwa nehama yako kana mutorwa.*
*Siya kudada, ruvengo ,godo kana kuzvikudza nokuti zvese zvauri zvakaitwa nemumwe
It's a blessed Sunday day we rejoice and praise the Lord all might for protecting as through out 2020







