King Zebra263 retweeted
Thereβs something that puts these kids above Musona & Billiat. Thereβs no competition between the 2, when one has the ball he looks for the other. They are clearly happy for each other, look at how Chirewa looked proud of Maswanhise after having assisted him to score our 3rd goal
I Think now Nelson Chadya represented himself to clear all match fixing allegations surrounding his 21 cleansheets in the PSL, he is himπͺπͺ β at Harare, Zimbabwe
61
Even Marquinhos was found shaking
I don't know why @IpswichTown plays this golden boy in their under 21 squad whilst he can deliver best result than their current defense β at Harare, Zimbabwe
24
King Zebra263 retweeted
Out of 18M Zimbabweans:
Hapana anoziva kunogara Winky D
Hapana anoziva mukadzi wake
Hapana shamwari yemukadzi wake
Hapana akambodzidza nemukadzi wake
Hapana anemwana anodzidza nemwana wake
Hapana shamwari yemwana wake
Hana neighbor
Hapana anoziva vabereki vemukadzi wake
Eyyππ
PR dzikuroverwa Jnr Spragga nemamwe maArtists so kaππ, now Chillmaster is saying pane maArtist vane mari dzekubhadhara maInfluencer to downplay Jnr Spragga. Murikureva kuti varume vese ava makubatana kuda kurwisa Hulengende anoimbawo hake zvinyadzi uyo haaa musadaro guysπππ β at Harare, Zimbabwe
7
199
According to the new AI Powered Cameras in town. When you reach this point, please don't turn left chero kuriko kwaurikuenda because unenge watopara mhosva and hapana anokunzwisisa ipapo. Rather turn right wozonotsvaga kwekuita a U-Turn kumberi wodzoka uri on other way iyo β at Harare, Zimbabwe
27
Kungotiwo havo ana Hatiperi ndivo varikupa mwana Pressure but music haidi izvozvo manje πππ β at Harare, Zimbabwe
32
Adam died at the age of 930 but he was not born as a baby he was created as an adult
So who calculated his age..?????πππ
38
KuZambia uko maFans vakapinda mahara muGround pakatamba Zambia vs Burundi whilst kuno kuZimbabwe tirikunzi $20 kunoona maWarriors achitamba on Mondayππ β at Harare, Zimbabwe
46
Zvinobuda here kubhadhara $20 kunoona maWarriors achitamba bhora musi weMondayππππ
Ini ndotora $2 ndotenga data re2 hrs for streaming then 18 yangu yorarama π β at Harare, Zimbabwe
8
King Zebra263 retweeted
Did you know ma DJ akawanda mu Zim kudarika isu ma carpenter, kungoti isu hatihwande heduπππ
"Hapadi vanhu vari slow apa"















