Kapuishon (@manfromrusape) header
Kapuishon (@manfromrusape) profile picture
Rusape
Joined December 2022
Photo by Kapuishon (@manfromrusape)Photo by Kapuishon (@manfromrusape)Photo by Kapuishon (@manfromrusape)Photo by Kapuishon (@manfromrusape)Photo by Kapuishon (@manfromrusape)Photo by Kapuishon (@manfromrusape)Photo by Kapuishon (@manfromrusape)Photo by Kapuishon (@manfromrusape)Photo by Kapuishon (@manfromrusape)Photo by Kapuishon (@manfromrusape)
Hanzi muri kupisana magaro fti😂😂😂😂
9
Why is first farai trending here😂😂😂🤔🤔🤔…
15
Pamwe pacho usati watanga twar imbotarisawo profile picture remunhu wauri kuda kuita hondo naye , rinokuudza zvakawanda😂😂😂
12
But vanhu vazoita addicted to drugs zvekusvika pakupenga chii chinenge chambonyatsoitika mulife chisiri kusanganawo nevamwe vese?…
3
It must be hard being hatiperi, nguwa dzese unenge uchingofunga kuzadza😂😂
12
Elvido waitsvaga drive album ra mudiwa rakazara pa gear box pese😂😂
216
Unenge uchiti une munyama elvido obva asvika😂😂
142
Geza when he runs into sir wicknell in hell
40
God : uchadya cheziya! Sir wicknel : go and see victor to collect your 2026 range rover plus $250 000 cash. Ha anga asingapabudi mukomana😂😂😂
28
The way God slimed wiki hatina zera nayo😂😂😂…
8
I did not know God could really slime a mf😂😂😂
6
Gansom dzanga dzichabuda pamuchato tanga tisina zera nadzo😂😂
10
Mhepo dzakatanga kusimuka paakazviti mukuru wemazuva ivo mwari varipo
5
Dai ma funerals aitwa seperate tione kuenda kwakulu coz afira mafufu segonzo
17
Sonja realizing if it wasn’t for the divorce she would have been in that plane
1
8
I think the russo brothers are the greatest comic book directors to ever do it coz wtf😅😅😮‍💨😮‍💨…
7
Nezuro ndakazopinda mune imwe lodge ndikazobvunza kuti kasi panoitwa zvekuzvarisa here pano vanhu vachingochema
15
Ha pano kana usina aura usazviposte hako, vanokubika vanhu vacho😂😂
8
Ha @daddyhope kuverenga ma tweets enyu tinenge tichitoda but tinenge tiri pakumhanya , hamukwanise kuita summary here moitawo ka one paragraph tifambidzane?…
7