The Silent Observer retweeted
Long ago, the four nations lived together in harmony. Then everything changed when the Fire Nation attacked 😎
The Silent Observer retweeted
Ku old school kwacho ndiwe wega une mwana akanakira kure
TO MAKE MATTERS WORSE, THE NEW SCHOOL TWEELEBS ARE TAKING NOTES FROM US 😭😭
This platform was for BUSINESS, For deals and For real talk..🤞
Then came Hatiperi and the other guys Vigie, Jethro, Boss kim hucci , gift, panther, uncle flo, munya, Shadaya, controlla, tinazee, Wemabars, Penzura, Makdshelby, Dillen and the whole old school gang vakachinja narrative yese zvayo.🙅🏻♂️🙅🏻♂️😂
Vakaita kuti app isanyanya kuva tense. Vakaita kuti ive this Big... iite tu mavibes so.
Nhasi makuda kuuya muchizviita vanhu vanoziya chaizvo?? 😂😂
Muri kutevedzera ma notes edu, muchiita kunge makazvigadzira. Copy paste artists.🤣🤣🙌🏻
And we even have Female Old School vanogona kukudzidzisai game iri kusvika manzwisisa kuti hamusi chinhu.
Moremadzwa chero na Charnel, even ana Fafie🤣😂
Chimbogezai weti please, nekuti ma Old School pairwiwa painzi pazara ropa, imi moti pazara weti?? 😭😭😭
Muri vana vanezuro , just learn from us kids.
OLD SCHOOL = FOUNDERS
NEW SCHOOL = FOLLOWERS
Taurai zvamunoda, but history haichinji. Takatanga, tikapedza, tikasiya ma NOTES pa Desk just copy Guys pachikomana ndiyoyo.🤣
The Silent Observer retweeted
Unogona kufunga iprayer hezvo it`s practice for "one on one" sessions.😂😭😭
The Silent Observer retweeted
Mabig Zwitter accounts are not happy because the new generation haisi Kuda vanhu varikuhyper amaize🌽 ing people because zvirikusvibisa TL yedu ,yaakuita kunge touchline TL iyi , we want bangers and business pano kwete vanhu varikutsvaga bonus dzevanhu ne tunyash panapa.
The Silent Observer retweeted
“Old school vari married and have money and jobs”
Boss kim
DEAR NEW SCHOOL,
Just be you.
Why do you want to replace the GOATS that made this app an entertainment area? Leave the old horses alone they are busy working and making money.🤞👌🏻
Vasiyana nemi musina zvekuita, busy talking silly things while people are now busy.
You call yourselves “new school twelebs” but hamuna kana content, hamuna kana hustle, mune NOISE chete.🤣🤣🙌🏻
Old school didn’t beg for relevance, relevance came to them. Imi mukumhanya mhanya muchida kuita famous neku-troll vanhu vakatovaka lane yamurikuda kupinda mairi.🤣🤣🤣
Let’s be honest..
Old horses = money, legacy, respect.
New school twelebs = screenshots, gossip, na 2k followers dzeku denha.
Tisanzwe kutaura kuti “tisu tiri kutonga” musati matombobhadhara kana rent ne tweeter.
Saka garai pasi, dzidzai, mobva mazouya makura.
Kwanai tupopi.
The Silent Observer retweeted
Ma new accounts akagumburwa ne EP ra young gemini kusvika vaita unite for cancel culture against team agenda.
The Silent Observer retweeted
These old zwitter charlatans vakurwadziwa neNew blood bcz new blood riri kubika zvibage zvavo zvavaihyper zvisina basa. Nxaaa
The Silent Observer retweeted
Kozoitawo maAccounts anenge isusu a2017 akaona irikunzi Old Xul yepano but taiva terrace but takungoiswa muNew Xul coz tirikufamba nemaNew accounts
Kuitwa hwaStunner hwe 40 year teenager and forever upcoming artist 😭😭😂😂😂😂😂
Long ago, the four nations lived together in harmony. Then everything changed when the Fire Nation attacked 😎
The Silent Observer retweeted
"Pauri ipapo hapana kana chinyowani zvese unongopihwa nevanenge vasisazvidi . Handina hangu proof but unogona wakatoburukirwa mukadzi fut "


































